Monday, December 16, 2013

(SUNDAY MAIL ZW) Let's stay united for development: President
Sunday, 03 November 2013 00:00

President Mugabe has implored Zimbabweans to remain united and peaceful in order for the country to achieve its development goals.

Cde Mugabe said the country needs peace and there was no need for Zimbabweans to fight. Speaking at the burial of former Mashonaland West Provincial Governor and Resident Minister Cde Nelson Samkange, in Zvimba yesterday, the President said the country’s development goals were now achievable because capable people were voted into office in the July 31 harmonised elections.

“Kana tichigona kudanana kuti dzimba dzibatane, tozviita tiri pamwe chete. Tinoda runyararo. Tinoda maitiro akanaka. Tinoda mabatirwo ezvinhu pahunhu; hatidi bishi. Tirambe tichinzwanana, tichitaurirana. Hatingagare matare nguva nenguva, asi ngatipanane pfungwa nguva nenguva,” he said.

President Mugabe said education was crucial to the development of the country, adding that almost every family was encouraging their children to pursue education.

“Gushungo mofamba zvakanaka, makatara gwara rakanaka refundo. Iyezvino hapana mhuri inongoti vana vasvika maO-levels, aah, zvaguma.
“Vana varikungoramba vachienda mberi. Ndiyo Zimbabwe. Ndozvatinoda. Ndokuti vana vabudirire nenyika ibudirire.”

The President said there was need for the educated to occupy national leadership positions.

“Hatingotora zvituta. Eeh, mazuvaano, hatidaro nokuti vana vakafunda vakawanda. Totowanikwa tichinotora chituta chakazvigarira zvacho saTsvangirai. Kuti tashayeyi? Madegree hobho.

“Aya mamwe tirikutoviga. Inzira dzatirikusiirwa nevarikuenda. Vana ngavarambe vachisusukidzwa; tirambe takabatana nyika ibudirire; tose nyika yose.”

President Mugabe said Cde Samkange was appointed as governor and resident minister because he is an honest man.

“Tazowana mukana ndakamudaidza ndikati; ‘Ndoda kukuita governor. Akati, aah zvakanaka.’ Ndopaakashanda. Waive munhu aive nechido. Waive munhu akanga asina manomano kana asingade chinhu haachide. Asi aida kuti mhuri dzibatane, vanhu vanzwanane.

“Paakapedza materms maviri, takanzwanana kuti achimira ari kuno. Taiti achabudirira kuconstituency nokuti vanopinda muhurumende tinovasarudzaka kune avo vanenge vasarudzwa nevanhu.

“Aah, hameno kuti vanhu vekwaZvimba vakafungawo seyi. Chido chevanhu vanovhota. Havana kumuvhotera. Zvino chance yaivepo yekuti achikwidziridzwa haina kuzovapowo nekuti vatinoita maminister vanenge vachibva kune vakavhoterwa.

“Kana vanhu vati hatikude, ndizvozvoka. Vanhu vanenge varamba. Hazvineyi kuti uriGushungo. Kana vati hatichada hatichada. Tinotambira izvozvo.”

He also urged Zimbabweans to undergo medical examination regularly and bemoaned the low life expectancy in the country.
“Vanga vasvika 82. Vangani vanosvika ipapo? Pwere dzemazuvano dzirikutisiya 40 years, 50 years munhu atochembera. Ko, chii? Kuvavarira 60 years oh o-o-oh! Zviri kure kure!

“Mwari anotipa zvakasiyana siyana. Vamwe vanopihwa miviri yakasimba, vamwe vanopihwa isina kusimba. Isu tinosungirwa kuti pachipo chatakapihwa ichi tirikuchichengetedza here. Kuti azosvika 82 years ange achiedza kuzvibata, kuzvichengeta.
“Zvipatara zviriko hamungomhanyi kunoona vanachiremba marwara chete.

“Ivayi netsika yekuti mukapedza mwedzi mitanhatu moti, aah ndoda kumbonoongororwa zvose mukati. Asi zvino vamwe vanozeza kuti, aah ndikazonoonekwa chirwere. Hazvizezwe. Kana zvauya zvauya.”
He added that people must respect traditional leaders and the country’s cultural ideals and values.

“Patsika yedu, isusu vatema tine zvatinoti izvi hazviitwe. Usabe. Usatore zvisi zvako. Zvinhu zviri mumagariro edu, mutsika yedu. Usatore mudzimayi wemumwe, hazvibvumidzwe izvozvo.

“Mambo wedu ndiye mukuru wedu. Kana ndauya kuno kwaZvimba ndiye mamboka.
“I submit myself to him. Ndobaba vedu. Tikarega kudaro hatina hunhu.

“Kusarwisana, kubatana - ndicho chinhu chinodiwa patsika. Zvino Nelson nyaya yekuedza kubatanidza vanhu waive nayo zvizere. Nyangwe akanga asingaende zvake kuchurch, asi aibatsira Moleli. Tinoziva kuti chikoro cheMethodist chakasusukidza vanhu vakawanda vakasvika kumusoro.”
He also thanked the electorate for voting for Zanu-PF overwhelmingly.

“We are now pure, pure Zanu-PF. Hatisisina kana kamwe katsanga, kana kanobva kupi kari mukati medu. Asi tine hurombo nekurasikirwa kwataita negamba rakatishandira mumusangano nemuhurumende,” he said.

Speaking at the same function, Local Government, Public Works and National Housing Minister Cde Ignatius Chombo said the province had lost a unifier and peace-loving cadre.

Member of the National Assembly for Zvimba West and Deputy Home Affairs Minister Cde Ziyambi Ziyambi said Cde Samkange was a fatherly figure who was always cheerful.

The burial was attended by Zanu-PF national political commissar Cde Webster Shamu, Minister of State for Mashonaland West Provincial Affairs Cde Faber Chidarikire, Zanu-PF Mashonaland West provincial chairman Cde John Mafa and several senior Zanu-PF and Government officials.

Labels: ,

0 Comments:

Post a Comment

Subscribe to Post Comments [Atom]

<< Home